عبدالله ج.م. عديني و دانشجويان · chiShona

١.Zvakadzikiswa zveBhuku iri (Qur’aan) kubva kuna Allah, Samasimba, Vane huchenjeri hwese
٦.Vakakusikai kubva kumunhu mumwechete (Adam); uyezve vakasika mukadzi wake (Hawwa (Evha)) kubva kwaari (Adam). Uye vakava vanokutumirai zvipfuyo zvisere dziri zviviri zviviri (hwai yechirume neyechikadzi; mbudzi yechirume neyechikadzi; mombe yechirume neyechikadzi; ngamera yechirume neyechikadzi). Vanokusikai muzvibereko zvanaamai venyu, chisikwa mushure mechisikwa mumarima matatu. Ava ndiAllah, Tenzi venyu. Kwavari ndiko kune humambo. Laa ilaaha illaa Huwa (Hakuna chimwe chinhu chine kodzero yekunamatwa kunze kwavo). Naizvozvo, sei muchiitwa kuti mufuratire
سورة الزمر – ترجمة عبدالله ج.م. عديني و دانشجويان (chiShona) | FORGHAN