عبدالله ج.م. عديني و دانشجويان · chiShona

١.Kurumbidzwa nekutenda kwose ndekwaAllah, Musiki wematenga nenyika, vakaita ngirozi vatumwa vane mapapiro maviri, matatu kana mana. Vanowedzera mukusika zvavanoda. Zvirokwazvo, Allah vanokwanisa kuita zvose