عبدالله ج.م. عديني و دانشجويان · chiShona

١.Twaa – Seen. (Mavara aya ndemamwe ezvishamiso zveQur’aan, uye hapana anoziva zvaanoreva kunze kwaAllah). Idzi ndidzo ndima dzeQur’aan, uye Gwaro riri pachena