عبدالله ج.م. عديني و دانشجويان · chiShona

١.Alif – Laam – Meem. (Mavara aya ndemamwe ezviratidzo zvaAllah, uye hapana kana ani anoziva zvaanoreva kusara kwavo)
٤٠.Nekudaro takashungurudza umwe neumwe wavo maerano nezvitadzo zvake; pakati pavo pane avo vatakatumira mutongo (mhepo yeruzha nematombo ainaya sezvatakaita kuvanhu vaLoti), uye mavari mune vamwe vatakashungurudza neruzha rwakaomarara (sezvatakaita kumaThamood kana kuvanhu vaShuaib). Uye mavari mune vamwe vatakaita kuti vamedzwe nenyika (sezvakaitwa Qaaroon (Korah)), uye kubva mavari mune vamwe vatakanyudza mugungwa (sevanhu vaNowa kana vanhu vaFarawo). Naizvozvo vakanga vasiri Allah vaivakanganisira, ivo ndivo vaizvikanganisira pachavo
سورة العنكبوت – ترجمة عبدالله ج.م. عديني و دانشجويان (chiShona) | FORGHAN